Pakasimbwi

1 views

Lyrics

Ndati huya uone pakasimbwi
 Pane kakomo kaya katsamvi
 Nepatechera matsumba
 Hona muchininga tinecha
 Metegumira padombo dzvuku
 Hona kuchengetedza nhaka yedu
 Wetegumira padombo dzvuku
 Hona kuchengetedza nhaka yedu iyi
 ♪
 Ndati huya uone pakasimbwi
 Panekakomo kaya katsamvi
 Nepatechera matsumba
 Hona muchininga tinecha
 Metegumira padombo dzvuku
 Hona kuchengetedza nhaka yedu
 Wetegumira padombo dzuku
 Hona kuchengetedza nhaka yedu
 Imi vemapwapwa musauye
 Hona muchininga unetetereka
 Vanemapwapwa musauye musauye
 Hona muchininga unetetereka
 Vanemakwakwa musaende
 Hona muchininga munetetereka
 Vanemakwakwa musaende
 Hona muchininga munetetereka
 Vanemakwakwa musaende
 Hona muchininga munetetereka
 ♪
 Kana kuchiyera kuchiyera
 Vemakwakwa musauye
 Kana kuchiyera kuchiyera
 Vemakwakwa musaende
 Zvineda akashinga moyo
 Akashinga moyo akatsiga
 Anerukudzo nekuremekedza
 Vanemakwakwa musauye musauye
 Hona muchininga unetetereka
 Vanemakwakwa musauye musauye
 Hona muchininga unetetereka (ndeya)
 Vanemakwakwa musaende
 Hona muchininga munetetereka
 Vanemakwakwa musaende
 Hona muchininga munetetereka (iya hoye babawe)
 Vanemakwakwa musaende (hayi babawe iyahoye babawe)
 Hona muchininga munetetereka (hayi mwanawe iyahoye iyahoye)
 Hayi mwanawe iyahwee iyahonde
 Hayi mwanawe iyahonde iyahwee
 Hayi mwanawe iyahonde
 ♪
 Metegumira padombo dzvuku
 Hona muchininga unetetereka
 Wetegumira padombo dzvuku
 Hona muchininga unetetereka
 Vanemakwakwa musauye musauye
 Hona muchininga unetetereka iye
 Vanemakwakwa musauye musauye
 Hona muchininga unetetereka babawe
 Vanemakwakwa musaende (musaende)
 Hona muchininga munetetereka (munetetereka)
 Vanemakwakwa musaende (musaende)
 Hona muchininga munetetereka (munetetereka)
 Vanemakwakwa musaende (musaende)
 Hona muchininga munetetereka (munetetereka hiya)
 

Audio Features

Song Details

Duration
05:46
Key
4
Tempo
127 BPM

Share

More Songs by Oliver Mtukudzi

Similar Songs