Wabarira Vamwe
4
views
Lyrics
Hona kubara mwana kubarira vamwe ♪ Haiwa kubara mwana kubarira vamwe mufunge ♪ Hona wabara mwana wabarira vamwe, hiye (Kubara mwana wabarira vamwe) Hona kubara mwana kubarira vamwe (Kubara mwana wabarira vamwe) ♪ Hona wabara mwana wabarira vamwe (Kubara mwana wabarira vamwe) Inga kubara mwana kubarira vamwe ndeha (Kubara mwana wabarira vamwe) Hona wabara mwana wabarira vamwe, mufunge (Kubara mwana wabarira vamwe) Haiwa wabara mwana wabarira vamwe hiye (Kubara mwana wabarira vamwe) Anokuteerera, inga mwana wemumwe Wepasa mazano, wevamwe tore shandisei Wako wekubereka, iye tambi sendeke (Kubara mwana wabarira vamwe) tore sendeke ♪ Hona unekupasa gudza, mwana wemumwe (Kubara mwana wabarira vamwe) Hona anekupembedza, mwana wemumwe (Kubara mwana wabarira vamwe) Anekukudza pasi pano, mwana wemumwe (Kubara mwana wabarira vamwe) Kana anekubikira, mwana wemumwe (Kubara mwana wabarira vamwe) Anekuteerera mwana wemumwe Wepasa mazano, wevamwe tore shandisei Wako wekubereka, iye tambi sendeke ♪ Anekuteerera, hona mwana wemumwe Wepasa mazano, wevamwe tore shandisei Wako wekubereka, iye tambi sendeke Mwana wemumwe Tore shandise Tambi sendeke (Kubara mwana wabarira vamwe) Tore shandise, tambi sendeke (Kubara mwana wabarira vamwe) Anokuteerera mwana wemumwe (Kubara mwana wabarira vamwe) Anekupasa gudza, mwana wemumwe (Kubara mwana wabarira vamwe) Wako wekubereka, iye tambi sendeke (Kubara mwana wabarira vamwe) Tore shandise (Kubara mwana wabarira vamwe) Mwana wemumwe Tambi sendeke (Kubara mwana wabarira vamwe) Mwana wemumwe Tore shandise (Kubara mwana wabarira vamwe) Mwana wemumwe Tambi sendekei
Audio Features
Song Details
- Duration
- 06:08
- Tempo
- 104 BPM