Yave Mbodza

4 views

Lyrics

(Zvinotsengerwa mwana, iye omedza)
 (Kutsengera mwana, imi momedza, hamunyare) hamunyare
 Hamunyare
 (Zvinotsengerwa mwana, iye omedza)
 (Kutsengera mwana, imi momedza, hamunyare) hamunyare
 Hamunyare
 ♪
 Maitsengera mwana achimedza
 Zvinotsengewa mwana achimedza
 Zvino kurera rudzii, kusatsengera mwana achimedza?
 Kurera rudziiko, kusatsengera mwana achimedza?
 ♪
 Maitsengera mwana, iye omedza
 Zvinotsengerwa mwana, iye omedza
 Muri mai rudzii? Munotsengera mwana ndimi momedza
 Muri mbuya rudzii? Munotsengera mwana ndimi momedza
 (Zvinotsengerwa mwana) mwana (iye omedza) omedza
 (Kutsengera mwana) mwana (imi momedza) momedza
 Hamunyare) hamunyare, hamunyare
 (Zvinotsengerwa mwana) mwana (iye omedza) omedza
 (Kutsengera mwana) mwana (imi momedza) momedza
 Hamunyare) hamunyare, hamunyare
 ♪
 Hona mwana yave mbodza, imi ndimi mamedza
 Mwana yave mbodza, imi ndimi mamedza
 Mwana yave cabbage, imi ndimi mamedza
 Kuve kamu-salad, imi ndimi mamedza
 (Zvinotsengerwa mwana) mwana (iye omedza) omedza
 (Kutsengera mwana) mwana (imi momedza) momedza
 Hamunyare) hamunyare, hamunyare
 (Zvinotsengerwa mwana) mwana (iye omedza) omedza
 (Kutsengera mwana) mwana (imi momedza) momedza
 Hamunyare) hamunyare, hamunyare
 ♪
 Muri baba rudziiko? Munotsengera mwana, ndimi momedza
 Muri baba rudziiko? Munotsengera mwana, ndimi momedza
 Hona mwana yave mbodza, imi ndimi mamedza
 Mwana yave mbodza, imi ndimi mamedza
 
Audio Features

Song Details

Duration
06:27
Key
4
Tempo
126 BPM

Share

More Songs by Oliver Mtukudzi

Similar Songs