Vasiye (Lullaby)
3
views
Lyrics
Nyarara kacheche, usacheme yawarota ihondo Nokuti uchakura, apo uchasanganiswa navo Ivo vane hutsinye, vanoponda chero nherera Usacheme yawarota ihondo Nguva yekufara ichauya Nguva yekuchema ichauya Nguva yekuseka ichauya Nguva yekusuva ichauya Usacheme yawarota ihondo ♪ Nyarara kacheche, usacheme yawarota ihondo Nokuti uchakura, apo uchasanganiswa navo Ivo vane hutsinye, vanoponda chero nherera Nherera ichichema (ivo nayo, nayo nherera) Ichiti undisiye (ivo nayo, nayo nherera) Nherera ichichema (ivo nayo, nayo nherera) Ichiti ndatadzeiko (ivo nayo, nayo nherera) Vane hutsinye, vanoponda chero mwana waMwari Vane hutsinye, vanoponda chero mwana waMwari ♪ Kana wavaona, uvasiye Kana vakutuke, uvasiye Kana vakurambe, uvasiye Vakakutonga zvisina mwero, uvasiye Kana vakushainire, uvasiye Vane hutsinye, vanoponda chero mwana waMwari Vane hutsinye, vanoponda chero mwana waMwari Iii Nyamasimba vachamuona vachinge vakokiwa Iii vachatarisana naye, pakuguma kwendima Iii Nyamasimba vachamuona vachinge vadaniwa Iii vachatarisana naye, pakupera kwemazuva Iii Nyamasimba vachamuona vachinge vakokiwa Iii vachatarisana naye, pakuguma kwendima Nyarara kacheche, usacheme yawarota ihondo Nokuti uchakura, apo uchasanganiswa navo Ivo vane hutsinye, vanoponda chero nherera Nherera ichichema (ivo nayo, nayo nherera) Ichiti mundisiye (ivo nayo, nayo nherera) Nherera ichichema (ivo nayo, nayo nherera) Ichiti ndatadzeiko (ivo nayo, nayo nherera) Vane hutsinye, vanoponda chero mwana waMwari Vane hutsinye, vanoponda chero mwana waMwari Kana wavaona, uvasiye Kana vakurambe, uvasiye Kana vakutuke, uvasiye Kana vakushainire, uvasiye Kana vakutuke, uvasiye ♪ Yes, ah-ah, ah-ah ♪ Ah-ah, ah-ah ♪ Dendera Kings ♪ Yes, ah-ah, hoka, hoka
Audio Features
Song Details
- Duration
- 09:28
- Key
- 2
- Tempo
- 123 BPM