Window

3 views

Lyrics

Ndiko here kumuchengeta kwamaita, hey
 Mamutakura kufikisa kwamupfiganebwe?
 Ndiko here kumuchengeta kwamaita
 Mamutakura kufikisa kwamupfiganebwe?
 Imba yacho iyi haina window
 Imba yacho iyi haina window
 Imba yacho iyi haina window
 Imba yacho iyi haina window
 Imba yacho iyi haina window, iyeyi
 Imba yacho iyi haina window
 Hona imba yacho tete haina window (haina)
 Imba yacho iyi haina window
 Ko akazoti ndichidzokeraka, angauya seiko?
 Mamuzadzira matombo pamwe nevhu
 Ko akazoti ndichidzokeraka, angauya seiko?
 Mamuzadzira matombo pamwe nevhu
 ♪
 Ndiko here kumuchengeta kwamaita
 Mamutakura kufikisa kwamupfiganebwe?
 Ndiko here kumuchengeta kwamaita
 Mamutakura kufikisa kwamupfiganebwe?
 Imba yacho tete haina window (haina)
 Imba yacho iyi haina window
 Hona imba yacho mummy haina window (haina window)
 Imba yacho iyi haina window
 Hona imba yacho baba haina window (hayi)
 Imba yacho iyi haina window
 Ko akazoti ndichidzokeraka angauya seiko?
 Mamuzadzira matombo pamwe nevhu
 Ko akazoda kusaina angauya seiko? Ah, ah
 Mamuzadzira matombo pamwe nevhu
 Imba yacho iyi haina window (haina window)
 Imba yacho iyi haina window
 Hona imba yacho tete haina window (haina window)
 Imba yacho iyi haina window
 ♪
 Imba yacho iyi haina window (haina window)
 Imba yacho iyi haina window
 Imba yacho mummy haina window (haina window)
 Imba yacho iyi haina window
 Imba yacho sisi haina window (haina window)
 Imba yacho iyi haina window
 Hona imba yacho tete haina window (haina)
 Imba yacho iyi haina window
 Imba yacho bhudhi haina window (haina window)
 Imba yacho iyi haina window
 Ko akazoti ndichidzokeraka angauya seiko
 Mamuzadzira matombo pamwe nevhu?
 Ko akazoda kusaina angauya seiko
 Mamufukisa matombo pamwe nevhu?
 ♪
 Yes
 ♪
 Haina window
 ♪
 Dendera kings
 

Audio Features

Song Details

Duration
08:46
Key
7
Tempo
128 BPM

Share

More Songs by Simon Chimbetu and Orchestra Dendera Kings

Similar Songs