Samatenga
3
views
Lyrics
Toubvunza mubvunzo uya kumatenga Isu toubvunza chete toubvunza Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma? Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko? Imi munovaisa nyika ipi iri kure? Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka Asi rokwe rangu remavara chengetai Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva Nokuti ndakasiya vana vangu vese (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe (Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe, eeh ♪ Toubvunza mubvunzo uya kumatenga Isu toubvunza chete toubvunza Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma? Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko? Imi munovaisa nyika ipi iri kure? Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka Asi rokwe rangu remavara chengetai Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva Nokuti ndakasiya vana vangu vese (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe (Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe (Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe, inini, eeh ♪ Toubvunza mubvunzo uya kumatenga Isu toubvunza chete toubvunza Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma? Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko? Imi munovaisa nyika ipi iri kure? Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka Asi rokwe rangu remavara chengetai Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva Nokuti ndakasiya vana vangu vese (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe (Yuwi, yuwi) ndasuwa mwana wangu gotwe (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe (Yuwi, yuwi) ndasuwa mwana wangu gotwe (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe (Ini, ini) ndasuwa mwana wangu gotwe, eeh ♪ Toubvunza mubvunzo uya kumatenga Isu toubvunza chete toubvunza Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma? Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko? Imi munovaisa -
Audio Features
Song Details
- Duration
- 08:08
- Key
- 10
- Tempo
- 125 BPM