Chachimurenga
4
views
Lyrics
Vakasiya vana vachingochema Vachingotenderera chikomo chiye (chachimurenga) Vakasiya vana vachingochema Vachingotenderera chikomo chiye (chachimurenga) ♪ Wakasiya vana vachingochema Vachingotenderera chikomo chiye (chachimurenga) Nanhasi mandiona here Kwava kuyamurana kweropa nhasi (chachimurenga) Nanhasi mazviona here Kwava kuyamurana kweropa nhasi (chachimurenga) Ini nanhasi ndichiri kungochema ambuya vangu, ambuya (Chachimurenga) Nanhasi ndichiri kungochema ambuya vangu (Chachimurenga) Vafa chimurenga chokutanga iwe, ndoenda (Chachimurenga) ♪ Ko iyi hondo muri kuiona here vakomana iyo (Chachimurenga) (Chachimurenga) Chimurenga chauya hona (Chachimurenga) Vari muNamibia havana chavaona (Chachimurenga) Variko varova Azania, ambuya (Chachimurenga) ♪ Tavareva kani ♪ Sara pamwe chete, iyo ♪ Makanganwaka bodo (Chachimurenga) Ivo vakafa (Chachimurenga) Mutare paZimbabwe Mutare, sobber (Chachimurenga) Mwana here (Chachimurenga) ♪ Ndouyako ♪ Ini ndinoda mundipewo pfuma rino gore iro, ambuya (Chachimurenga) Vakatsva monhi pavakabatira, ndoenda (Chachimurenga) ♪ Hee, kani ♪ (Chachimurenga) Ini ndinoda kufana gore riye, hoye (Chachimurenga) Vakatsva mhoni pamakafambira, ndega (Chachimurenga) Hondo yauya, zvakare (Chachimurenga)
Audio Features
Song Details
- Duration
- 04:48
- Tempo
- 133 BPM