Kuseniseni

4 views

Lyrics

Kwakanga kuri kuseniseni
 Kuseniseni
 ♪
 Kwakanga kwava kuseniseni
 Mbira yakanga yarira
 Ichifamba nerumvu
 Ichiyenda kundosvikira pakamba yamapurisa
 Makore ekuma 1963
 Arm in charge akati
 "What is that? I hear mbira, mbira coming from that village
 Could you please go there, and tell them to stop it
 Go and stop it"
 Yes sir, yes sir!
 It was ten kilometers away from the camp
 And someone was coming from mbira, mbira
 Kwakanga kuri kuseniseni
 Iye ndiye teka, teka, tekaire, tekaire, teka, teka
 Teka, teka
 ♪
 Tiri kukurukura zvedu handiti
 Paakangondoti muchivanze maaridzi kuti pfocho
 Nemajombo kushinga kuti mudariro, kuti dhii
 Zvikati zvahakana natateguri vake
 ♪
 Tateguri vakati ko aya majombo, ko ichi chii
 Vakati ko ichi chii
 Kuti katanuri, kuti katanuri, haa, haa, haa
 Vakati tinoera Shava
 ♪
 Ndiri ndega ndega
 Kuri kuseniseni
 Isu vana gwenyambira hatitarise vanhu mumaziso
 Tinotarisa chete nechekutsoka uku
 ♪
 Kuti rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti
 Tati, tizviti, titi, titi, titi
 Tari, tari, tari, tari, tari, tari
 Dhidhi, dhidhi, dhidhi, dhidhi, dhidhi
 ♪
 Vana vose vademhe
 ♪
 Nekuti isu ndisu vateuri, vakuru
 Vanyai, vapasi
 Vatumwa, vanachinyerere
 Vanarisirete
 Tarisa kumakumbo uku
 Rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti
 Tari, titi, titi, titi, titi
 ♪
 Ndisu vashumiri kuvashumiri vamambo
 ♪
 Chinyararise, mbira
 ♪
 Asekuru vaya vasvika pano vamubhurakwacha vakaendepi
 Rakabuda zuva
 ♪
 Kwakanga kuri kudare kwavashe vaNepasi uko kwaChikwanga
 ♪
 Ari makare kare mwachewe
 Pasi pachigerike
 Tichizwa zvaireketa shiri iyo neyoyo
 Kuti iyo shiri iri kuti zvakati
 Kuti chamupupuri chareva zvakati
 Kumhanyira kudare
 Nenguva
 Kusingaere
 

Audio Features

Song Details

Duration
05:45
Key
2
Tempo
122 BPM

Share

More Songs by Stella Chiweshe

Similar Songs