Nhamoimbiri

5 views

Lyrics

Nhamo imbiri woye, nhamo imbiri vasikana

 Nhamo imbiri woye, nhamo imbiri vana baba
 Nhamo imbiri woye, nhamo imbiri tinoenda

 (Haiwa dendendende, haiwa haiwa)

 Tasarisa woye, tasarira kuenda (haiwa dendendende, haiwa haiwa)

 Tasarisa woye, tasarira kuenda (haiwa dendendende, haiwa)
 ♪
 Nhamo imbiri woye, nhamo imbiri vana tete

 Nhamo imbiri woye, nhamo imbiri vana mbuya
 Nhamo imbiri woye, nhamo imbiri tinoenda
 (Haiwa dendendende, haiwa haiwa)
 Nhamo imbiri woye, nhamo imbiri tinoenda
 (Haiwa dendendende, haiwa haiwa)
 Nhamo imbiri woye, nhamo imbiri tinoenda
 (Haiwa dendendende, haiwa haiwa)
 Tichatongwa woye, tichatongwa namabasa
 (Haiwa dendendende, haiwa haiwa)
 Tichatonga woye, tichatongwa namabasa
 (Haiwa dendendende, haiwa haiwa)
 Tichatongwa woye, tichatongwa namabasa
 (Haiwa dendendende, haiwa haiwa)
 Tichatongwa woye, tichatongwa namabasa
 (Haiwa dendendende, haiwa)
 
Audio Features

Song Details

Duration
05:00
Key
10
Tempo
130 BPM

Share

More Songs by Stella Chiweshe

Similar Songs