Mhandu Ye Hove
4
views
Lyrics
Here mambure maaona ayo ♪ Here mambure maaona ayo ♪ Kana hove dziri mumvura zviye izvi Mhandu yehove munhu Chadzinenge dzichingotya munhu Zvino kana ariiwo mambure awa Ndiwo adzinonyanya kutya Izvi zvirauro izvi Zvinomboita zvichinzvengwa nzvengwa ♪ Dai pane hove kumadziva kuye Tinoona hove imwe chete ichiti Kuti svetu, kuti noto, kuti svetu, kuti noto Kunenge kuri kutarira kuti kunze kwakanaka here Hakuna here mhandu ♪ Zvino kana mambure aya awonekwa Here mambure maaona (ehe taaona) Here mambure maaona (ehe taaona) Here mambure maaona (ehe taaona) ♪ (Ehe taaona) (Ehe taaona) (Ehe taaona) (Ehe taaona) (Ehe taaona) (Ehe taaona) (Ehe taaona) here mambure maaona ayo ♪ Mhandu yehove munhu Kana hove dziri mumvura zviye izvi Chadzinenge dzichingotya munhu Zvino mungaine paine hove paya Tinoona imwe chete ichisimuka ichiti Tibu, nyondo, tati tibu, tati nyondo, tati tibu, tati nyondo Kunenge kuri kutarira kuti tione kuti kunze kwakachena here uko Hakuna ivo vemambure ava Ivo vezvirauro ava Zvirauro zvirinani munomboti nzvee, nzvee, nzvee, nzvee Zvino kana mambure aya awonekwa Zvino kana mambure aya awonekwa Tibu kuti nyondo ♪ Here mambure maaona (ehe taaona) ♪ Here mambure maaona (ehe taaona) ♪ Here mambure maaona (ehe taaona)
Audio Features
Song Details
- Duration
- 05:44
- Key
- 1
- Tempo
- 141 BPM