Munyengeri

3 views

Lyrics

Veduwe (chamuringwa) ndofa ndichitambura (chamuringwa)
 Veduwe (chamuringwa) ndofa ndichitambura (chamuringwa)
 Kufurirwa (chamuringwa) kunoputsa musha (chamuringwa)
 Kufurirwa (chamuringwa) kunoputsa musha (chamuringwa)
 Munyengeri (chamuringwa) anoputsa rudo (chamuringwa)
 Vana amai (chamuringwa) ngwariraiwoka (chamuringwa)
 Vana baba (chamuringwa) ngwariraiwoka (chamuringwa)
 Kufurirwa (chamuringwa) kunoputsa musha (chamuringwa)
 Vasikana (chamuringwa) ngwariraiwoka (chamuringwa)
 Vakomana (chamuringwa) ngwariraiwoka (chamuringwa)
 Kufurirwa (chamuringwa) kunoputsa ramangwana (chamuringwa)
 Kufurirwa (chamuringwa) kunoputsa ramangwana (chamuringwa)
 Munyengeri (chamuringwa) anoputsa rudo (chamuringwa)
 ♪
 Uyu ndiye munyengeri, ahuwe
 Akaputsa imba yako iye akagarika
 Kufurirwa, kufurirwa hamawe, kufurirwa hamawe hakuna shasha
 Asi mumagumo, imba yakaparara
 ♪
 Uyu ndiye munyengeri, ahuwe
 Akaputsa imba yako iye akagarika
 Kufurirwa, kufurirwa hamawe, kufurirwa hamawe hakuna shasha
 Asi mumagumo, imba yakaparara
 ♪
 Baba namai rangariraiwoka veduwe
 Imba inovakwa nemashoko
 Igoputswazve nemashoko
 ♪
 Imi vasikana yeukaiwoka veduwe
 Rudo runovakwa nemashoko
 Rugoputswazve nemashoko
 ♪
 Imi vakomana yeukaiwoka veduwe
 Rudo runovakwa nemashoko
 Rugoputswazve nemashoko
 Uyu ndiye munyengeri, ahuwe
 ♪
 Hande kumafaro, hande kunodyiwa
 Hande kumafaro, hande kumitambo
 Hande kumafaro, hande kunonwiwa
 Ukasadaro murume angamere muswe

 Ndapera muto varume huyai mundisunungure
 (Mamwe mazano anovaka mamwe anoputsa)
 Ndapera muto varume huyai mundisunungure
 (Mamwe mazano anovaka mamwe anoputsa)
 Tumwe tuzano tunovaka tumwe tuchiputsa inga wani
 (Mamwe mazano anovaka mamwe anoputsa)
 Ndapera mongo varume huyai mundisunungure

 Sarudza zano rinovaka kwete rinoputsa imba iyo
 (Mamwe mazano anovaka mamwe anoputsa)
 Sarudza zano rinovaka kwete rinoputsa imba iyo
 (Mamwe mazano anovaka mamwe anoputsa)
 Mamwe mashoko anovaka mamwe achiputsa inga wani
 (Mamwe mazano anovaka mamwe anoputsa)
 Mamwe mazano anovaka mamwe achiputsa waniko
 (Mamwe mazano anovaka mamwe anoputsa)
 Baba namai rangariraiwoka veduwe
 Imba inovakwa nemashoko
 Igoputswazve nemashoko
 Uyu ndiye munyengeri, ahuwe
 
Audio Features

Song Details

Duration
11:37
Key
11
Tempo
124 BPM

Share

More Songs by Tongai Moyo

Similar Songs