Zakeo

3 views

Lyrics

Paivepo nemumwe murume, murume mupfupi
 Nekuda kuona Ishe akakwira mumuti
 Paivepo nemumwe murume, murume mupfupi
 Nekuda kuona Ishe akakwira mumuti
 Aive ane shungu kwazvo dzekuona Ishe
 Kuona Ishe ndokukwira mumuti
 Ishe vasvika paari
 Zakeo buruka tiende kumba kwako
 Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo)
 Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo)

 Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako
 ♪
 Vanhu vazhinji kwazvo vakanyunyuta
 Asi Ishe vedu vakavapindura
 Zvandauya pano handina kusarudza
 Imi mose muripano muri vana vaMwari
 Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo)
 Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo)
 Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo)
 Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo)
 Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo)
 Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako
 ♪
 Neniwo ndinoshuva
 Kufamba naShe ndichienda kumba kwangu
 Mhuri yanguka inoshuva
 Kufamba naShe tichienda kumba kwedu
 Tarirai baba vakaenda, mukoma ndokushaya
 Ndinokumbira kundiso ndirerewo vana
 ♪
 Moses (makamupa simba) Davhita (mukamupa mbiri)
 Zakeo (makamupa njere) Maria (mukamupa mwana)

 Neniwo ndinokumbira kundiso ndirerewo vana
 Moses (makamupa simba) Davhita (mukamupa mbiri)
 Zakeo (makamupa njere) Maria (mukamupa mwana)
 Moses (makamupa simba) Davhita (mukamupa mbiri)
 Zakeo (makamupa njere) Maria (mukamupa mwana)
 Neniwo ndinokumbira kundiso ndirerewo vana
 ♪
 Ishe vasvika paari
 Zakeo buruka tiende kumba kwako
 Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo)
 Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo)
 Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo)
 Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo)
 Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo)
 Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (ye)
 ♪
 Muramba (murehwa Dhehwa)

 Pakadini apo? (Pakanaka Dhehwa)
 
Audio Features

Song Details

Duration
08:47
Key
11
Tempo
117 BPM

Share

More Songs by Tongai Moyo

Similar Songs