Bho Yangu
3
views
Lyrics
Kurara kupa mhandu mukana (bho yangu) Oskid, manje pane Gafa hapana (bho yangu) Kubva nhasi handicharara, ndiri kuchengetedza bho yangu Uchandisvikira ndakagara, ndiri kurindira bho yangu Varipo hobho vakanditeya, kuda kudonhedza bho yangu Varikunyangira varipamweya, kuda kudhiritsa bho yangu But bho yangu, no nebho yangu Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu) Bho yangu, no nebho yangu Haikona kuita so, pabho yangu (bho yangu, bho yangu) But bho yangu, no nebho yangu Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu) Bho yangu, no nebho yangu Haikona kuita so pabho yangu (bho yangu, bho yangu) Vadakutosvika husiku kuda kunyangira, vachasvika Gafa rakavagarira Ndaiti inhema ndichivarambira, ndazopepuka zvino ndangwarira Variko vanoshereketa (havahwine, havahwine) Muhupenyu hwako ngavasapenetreta (havapinde, havapinde) Handicharara ndavakungoresta, zvese zvavanoronga ndirikugeta Vanoshuwira kuti zvigondinetsa, but i-time yavarikuwesta Kubva nhasi handicharara, ndiri kuchengetedza bho yangu Uchandisvikira ndakagara, ndiri kurindira bho yangu Varipo hobho vakanditeya, kuda kudonhedza bho yangu Varikunyangira varipamweya, kuda kudhiritsa bho yangu But bho yangu, no nebho yangu Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu) Bho yangu, no nebho yangu Haikona kuita so, pabho yangu (bho yangu, bho yangu) But bho yangu, no nebho yangu Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu) Bho yangu, no nebho yangu Haikona kuitaso pabho yangu (bho yangu, bho yangu) Kukotsira kunokoka matsotsi, ukangorara chete havapotsi Vanokutrayisa wofunga kuti, zvimwe washandisirwa muti Vanokupazira door remba, wozopepuka bho yaenda Unosara wodemba, but pafeya bho yaenda Handichafuga gumbeze kurota zviroto, ndakurifuga kuoneswa zvimoto Zvavarikuronga vari ikoko, ndatozvioneswa saka bhasopo Kubva nhasi handicharara, ndiri kuchengetedza bho yangu Uchandisvikira ndakagara, ndiri kurindira bho yangu Varipo hobho vakanditeya, kuda kudonhedza bho yangu Varikunyangira varipamweya, kuda kudhiritsa bho yangu But bho yangu, no nebho yangu Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu) Bho yangu, no nebho yangu Haikona kuita so, pabho yangu (bho yangu, bho yangu) But bho yangu, no nebho yangu Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu) Bho yangu, no nebho yangu Haikona kuita so, pabho yangu (bho yangu, bho yangu) Bho yangu, bho yangu Bho yangu, bho yangu Bho yangu, bho yangu Bho yangu, bho yangu
Audio Features
Song Details
- Duration
- 03:27
- Key
- 5
- Tempo
- 97 BPM