Bob Marley Funeral

3 views

Lyrics

Ndosaka ndakanzi Biggie Man (Biggie Man)
 Chingoma ichi chiri big mhani (big mhani)
 Kubva kune ini Di Big one
 Ndini ndega usabvunze kuti which one? (Which one?)
 Ga-ga Gafa, chi-Extraterrestial
 Gafa futi (Gafa futi)
 Ndiri big fanike Bob Marley funeral
 Skiri reChampions League, tabata UEFA final
 Pattern genuine leather, kwete vhainari
 Ndochinja pattern se-weather ini, annually
 Gafa racheneserwa nzira, saka why worry?
 Vavengi vangu moda vadii, nhai Mwari?
 Chistaira changu ndeche million, Paco Rabanne
 Ndini ndiri kutyisa sendakatakura gun
 Vada ku-sizer Gafa ndabva ndatsapfura one
 Ndoita yandinoda, kumangoma hakuna ban
 Ndicho chiBill Gates chemangoma (Gafa)
 Ndo-real zheti remangoma (Gafa)
 Huya kwatino perfoma (Gafa)
 Ndava kuseri seboma (Gafa)
 Dance ranzwa nekufa, ndini ndorimutsa kunge Razaro
 Vokwira BP, "Sei Gafa radaro"
 Pandinobura CD kwese mafaro
 Igwe chiB.I.G. bvunza baba Sharo
 Ndiri big fanike Bob Marley funeral
 Skiri reChampions League, tabata UEFA final
 Pattern genuine leather, kwete vhainari
 Ndochinja pattern se-weather ini, annually
 Gafa racheneserwa nzira, saka why worry?
 Vavengi vangu moda vadii, nhai Mwari?
 Voti, "Ndisu tiri kunetsa", ndoti, "Ipi town?"
 Ga-ga-ga-ga gara pasi, sit down
 Wotaura zvehu-King, ndeipi crown?
 Chokwadi Gafa moriziya mese, deep down
 Ndicho chiBill Gates chemangoma (Gafa)
 Ndo-real zheti remangoma (Gafa)
 Huya kwatino-perfomer (Gafa)
 Ndava kuseri seboma (Gafa)
 Crown yangu maGafa
 Haimbobva mumusoro iyi seya Miss Malaika
 Kungonyora kuti Gafa pa-Facebook
 Wanikwe hobho maMiss a-liker
 Ndiri big fanike Bob Marley funeral
 Skiri reChampions League, tabata UEFA final
 Pattern genuine leather, kwete vhainari
 Ndochinja pattern se-weather ini, annually
 Gafa racheneserwa nzira, saka why worry?
 Vavengi vangu moda vadii, nhai Mwari?
 Chistaira changu ndeche million, Paco Rabanne
 Ndini ndiri kutyisa sendakatakura gun
 Vada ku-sizer Gafa ndabva ndatsapfura one
 Ndoita yandinoda, kumangoma hakuna ban
 Ndicho chiBill Gates chemangoma (Gafa)
 Ndo-real zheti remangoma (Gafa)
 Huya kwatino-perfomer (Gafa)
 Ndava kuseri seboma (Gafa)
 Dance ranzwa nekufa, ndini ndorimutsa kunge Razaro
 Vokwira BP, "Sei Gafa radaro?"
 Pandinobura CD kwese mafaro
 Igwe chiB.I.G. bvunza baba Sharo
 Ndiri big fanike Bob Marley funeral
 Skiri reChampions League, tabata UEFA final
 Pattern genuine leather, kwete vhainari
 Ndochinja pattern se-weather ini, annually
 Gafa racheneserwa nzira, saka why worry?
 Vavengi vangu moda vadii, nhai Mwari?
 Chi-Extreterrestrial
 Gafa futi
 

Audio Features

Song Details

Duration
03:22
Key
6
Tempo
131 BPM

Share

More Songs by Winky D

Similar Songs