Finhu Finhu
3
views
Lyrics
Oskid Tafunga kuti tifare Misodzi inyare ChiExtra ChiGafa, chiGafa, chiGafa Rega ndifinhure Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy) Usanditsiure Kufara kwangu haisi mistake (mistake) Ukaona ndodaiso Kana ndodaiso Usandibvunze Ndiri kufinhura Saka, finhu, finhu, finhu Pano, finhu, finhu, finhu, finhu Finhu, finhu, finhu Ndiri kufinhura Nhasi handina basa nemunhu wenyama Ndichapombonoka zvakanyanya Uchidhinhiwa o pyjama Pinda mugumbeze muka tapedza mangwana Usatume Vharazipi haisi dhirama 'Dakuburitsa mari yese iri muchikwama Hand'awandonyara, kunyangwe hama Ndadya chikanganwahama Hapana kana arikuridza tsamwa Mahappy face chete hakuna akatsamwa Saka imimi mababy, chauya chidaddy Sheka zvawakapihwa namhamha Rega ndifinhure Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy) Usanditsiure Kufara kwangu haisi mistake (mistake) Ukaona ndodaiso Kana ndodaiso Usandibvunze Ndiri kufinhura Saka, finhu, finhu, finhu Pano, finhu, finhu, finhu, finhu Finhu, finhu, finhu Ndiri kufinhura Ndasvika panzvimbo pakazara masisita (masisita) Ndipe machine bhegi panapa pari kukika (pari kukika) Pano hapachabudika Hona chipatani chatakuita Pane ngozi dai zvenyu maripa Mombonakidzwa zvatiri kuita Hapana kana ari kuridza tsamwa Mahappy face chete hakuna akatsamwa Saka imimi mababy, chauya chidaddy Sheka zvawakapihwa namhamha Rega ndifinhure Chinhamo chiripano nehappy (nehappy) Usanditsiure Kufara kwangu haisi mistake (mistake) Ukaona ndodaiso Kana ndodaiso Usandibvunze Ndiri kufinhura Saka, finhu, finhu, finhu Pano, finhu, finhu, finhu, finhu Finhu, finhu, finhu Ndiri kufinhura Rega ndifinhure Chinhamo chiripano nehappy (nehappy) Usanditsiure Kufara kwangu haisi mistake (mistake) Ukaona ndodaiso Kana ndodaiso Usandibvunze Ndirikufinhura Saka, finhu, finhu, finhu Pano, finhu, finhu, finhu, finhu Finhu, finhu, finhu Ndiri kufinhura
Audio Features
Song Details
- Duration
- 04:06
- Key
- 3
- Tempo
- 117 BPM