Paita Party

3 views

Lyrics

Lee-le Levels Production
 Saka Bhobho
 Deedza munhu wese arikumhanya dhanzi
 Shoko ngarisvike ikoko
 Prezha ravhurirwa hatizvivanze
 Paita party nhasi, oh-oh, eh-eh
 Dira kuvha mugirazi, oh-oh, eh-eh
 Maoko ari mudenga kunge mu-class
 Party yaka heater bvisa jazi
 Vanhu vari kufara zvakapfurikidza nhasi
 Kuita kunge Jesu adzika pasi
 Tarisa tuzvimoko zvatwakapfeka, bhoo
 Hona tumwe turi ku-twerka, eh
 Vapfana vachikurova ma claks
 Ndipe kuno phone yangu, pane zviku-lacker
 Guspy ndamufonera, vanhu vachanongeswa
 Doctor varipo muchaponeswa
 Killer T gara wavatipa vanhu kuti ma-toilet, haikonai kublokesa
 Party yapisa zvinhu zvakudadisa
 Vanhu varikunakidzwa kumira tarambidzwa
 Vabereki vatizwa mudzimba dzakapfigwa
 Prezha rabatidzwa, vanhu muchapfidza
 Fantani akabata red wine
 Ndipe kuvha handimwe Zed ka ini
 Party yedu haiperi, hayidi sign
 Tisiye timbofara isu big time
 Paita party nhasi, oh-oh, eh-eh
 Dira kuvha mugirazi, oh-oh, eh-eh
 Maoko ari mudenga kunge mu-class
 Party yaka heater bvisa jazi
 Vanhu vari kufara zvakapfurikidza nhasi
 Kuita kunge Jesu adzika pasi
 Saka ngavatisiye timbotamba prezha
 Mu-Newspaper Saturday, tirikubuda pa-Leisure
 Tirikufara kupemberera zvatakaseenza
 Vanegodo voti izvo, "Mwari wenyu ane favour"
 Vafanha vekuchikoro vakarova ma-Blazer
 Shadhi, parker apo Altezzer
 Gum Kum yarira, cooler ngoma Flavor
 Pane vabereki today aka-Censwa
 Party iri ku-kicker kunge Karate
 Ichapuhwa menduru saMukwarati
 Tarisa watch, dzava 12:00 pazvikati
 Vezvibhodhoro batai baba vaDevante
 Chideedza Kanzuru, ngaivhare vhati
 Tanga tichimwa ma khuvha kubva masikati
 Bhobho arutsa, vhura cider, wacha shirt
 Vese vanoti vanofara, hamusati
 Saka Bhobho
 Deedza munhu wese arikumhanya dhanzi
 Shoko ngarisvike ikoko
 Prezha ravhurirwa hatizvivanzi
 Paita party nhasi, oh-oh, eh-eh
 Dira kuvha mugirazi, oh-oh, eh-eh
 Maoko ari mudenga kunge mu-class
 Party yaka heater bvisa jazi
 Vanhu vari kufara zvakapfurikidza nhasi
 Kuita kunge Jesu adzika pasi
 Tarisa tuzvimoko zvatwakapfeka, bhoo
 Hona tumwe turi ku-twerka, eh
 Vapfana vachikurova ma claks
 Ndipe kuno phone yangu, pane zviku-lacker
 Guspy ndamufonera, vanhu vachanongeswa
 Doctor varipo muchaponeswa
 Killer T gara wavatipa vanhu kuti matoileti, haikonai ku-blokesa
 Party yapisa zvinhu zvakudadisa
 Vanhu varikunakidzwa kumira tarambidzwa
 Vabereki vatizwa mudzimba dzakapfigwa
 Prezha rabatidzwa, vanhu muchapfidza
 Fantani akabata red wine
 Ndipe kuvha handimwe Zed ka ini
 Party yedu haiperi, hayidi sign
 Tisiye timbofara isu big time
 Paita party nhasi, oh-oh, eh-eh
 Dira kuvha mugirazi, oh-oh, eh-eh
 Maoko ari mudenga kunge mu-class
 Party yaka heater bvisa jazi
 Vanhu vari kufara zvakapfurikidza nhasi
 Kuita kunge Jesu adzika pasi
 

Audio Features

Song Details

Duration
03:29
Key
2
Tempo
105 BPM

Share

More Songs by Winky D

Similar Songs