Buruka

4 views

Lyrics

Buruka, Buruka, Buruka
 Buruka Mweya Unoyera
 Buruka Mweya
 Mweya waBaba
 Mweya Mutsvene
 Ndinoda kuenda kudenga
 Ndinoda kuenda newe
 Ndoenda newe,
 Ndoenda newe
 Kudenga ndekupiko
 Denga riripi
 Chindiratidza zvino
 Jehovha Mwari zviratidze
 Ndiwe wakabva kudenga tungamira
 Munyaradzi wangu
 Muchengeti wangu
 Mudzidzisi wangu
 Bata ruoko rwangu
 Ndimire newe
 Ndoda kusimba newe
 Ndoterera kutaura mweya waBaba
 Chitaura ndiwe wega
 Jekesa
 Ndaterera taura Mweta waBaba
 Chitaura ndiwe wega, Jekesa
 Buruka
 Iyerere
 Jehovha Mwari zviratidze
 Handifambe ndirindega ndoenda newe
 Chifamba neni
 Tiende
 Maziso ndinawo
 Ndiwe wakabva kudenga tungamira
 

Audio Features

Song Details

Duration
06:32
Key
8
Tempo
79 BPM

Share

More Songs by Charles Charamba

Similar Songs