Kana Vanhu Vangu

4 views

Lyrics

Kana vanhu vangu vanodanwa nezita rangu
 Vakazvininipisa, vakasiya zvakaipa
 Vakatsvaga chiso changu, vakanamata
 Ipapo ndiri kudenga ndichanzwa kuchema kwavo
 Ndichapodza nyika yavo, ndichavaregerera

 Amen
 ♪

 Mwana wamai vangu Mwari waunoramba
 Mwana wamai vangu ndiIshe anorarama uyu
 Mwana wamai vangu Jehovha wawakarasa
 Mwana wamai vangu ndiIshe anorarama uyu
 Wakaramba Jehovah, ukada zvenyika ino
 Wakamuramba Jesu, ukada mifananidzo
 Wakasiya Jehovah, ukada zvenyika ino
 Wakaramba Jehovah, ukada mifananidzo
 Tokukumbirai Jehovah mutipfurise
 Tokukumbirai Mambo dzikai muti tendeutse
 Tokukumbirai Jehovah sanganai nesu
 Tokukumbirai Mambo huyai mutitendeutse
 Baba chiuya Mambo, Baba chiuya Baba
 Chiuya Mambo, chiuya Baba
 Chiuya Mambo, chiuya Baba
 Chiuya Mambo, chiuya Baba
 Chiuya Mambo, chiuya Baba
 Chiuya Mambo, chiuya Baba
 Amen
 
Audio Features

Song Details

Duration
04:26
Key
6
Tempo
124 BPM

Share

More Songs by Charles Charamba

Similar Songs