Bhora Rembabvu

3 views

Lyrics

Zvakanaka kunemi matenderana
 Tokushuvirai mondogara zvakanaka
 Zvakanaka kunemi matenderana
 Tokushuvirai mondogara zvakanaka
 Yambiro imwe yandingangokupaiwo zvangu
 Nezvenyaya yerudo
 Yambiro imwe yandingangokupaiwo zvangu
 Nezvenyaya yerudo
 Nyaya yerudo ritori bhora rembabvu
 Ritori bhora rembabvu
 Nyaya yerudo ritori bhora rembabvu
 Ritori bhora rembabvu
 Shanje rudo haikona kutambira kure
 Swedera pedyo newaunodanana naye
 Shanje rudo haikona kutambira kure
 Swedera pedyo newaunodanana naye
 Nekuti pane mumwe ari kumurwarira choseka
 Pane mumwe ari kumushupikira chose
 Pane mumwe ari kumurwarira choseka
 Pane mhombwe ari kumushupikira chose
 Shanje rudo haikona kutambira kure
 Swedera pedyo newaunodanana naye
 Nekuti waunaye iyeye ndiye mukombe wemutambo kani
 Chirega uone rave bhora rembabvu
 Waunaye iyeye ndiye mukombe wemutambo kani
 Chirega uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Rinotorwa neane hutsanzi
 Ane hutsanzi
 Rinotorwa neane hukundi
 Ane hukundi
 Rinotorwa neane hutsanzi
 Ane hutsanzi
 Rinotorwa neane hukundi
 Ane hukundi
 Zvakanaka mukoma wasimukira pabasa
 Saka kwauri tochiti makorokoto
 Zvakanaka mukoma wasimukira pabasa
 Saka kwauri tochiti makorokoto
 Yambiro imwe yandingangokupawo zvangu
 Nezvenyaya yehushefu iyi
 Yambiro imwe yandingangokupawo zvangu
 Nezvenyaya yehushefu iyi
 Nyaya yehushefu ritori bhora rembabvu
 Ritori bhora rembabvu
 Nyaya yehushefu ritori bhora rembabvu
 Ritori bhora rembabvu
 Saka rega kudekara uchiti ndave makoya
 Rega kurivara uchiti ndave makoya
 Rega kudekara uchiti ndave makoya
 Rega kurivara uchiti ndave makoya
 Uyo ari kure anoda kuswedera pedyo
 Uyo ari pedyo achiti dai ndirini nhingi
 Uyo ari kure anoda kuswedera pedyo
 Uyo ari pedyo ari kuti dai ndirini nhingi
 Chinzvimbo chaunacho ndiwo mukombe wemutambo kani
 Chirega uone rave bhora rembabvu
 Chinzvimbo chaunacho ndiwo mukombe wemutambo kani
 Chirega uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Rinotorwa neane hutsanzi
 Ane hutsanzi
 Rinotorwa neane hukundi
 Ane hukundi
 Rinotorwa neane hutsanzi
 Ane hutsanzi
 Rinotorwa neane hukundi
 Ane hukundi
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Nyaya yerudo iyi
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Nyaya yerudo iyi
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Nyaya yerudo
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Nyaya yehushefu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Nyaya yehushefu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Nyaya yehushefu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Nyaya yehushefu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Bhora rembabvu
 Huya uone rave bhora rembabvu
 Ummm
 Zora music
 Hiwe
 Hiwe hiwe hiwe
 Hiwe
 Watsva
 

Audio Features

Song Details

Duration
11:27
Key
11
Tempo
128 BPM

Share

More Songs by Leonard Zhakata

Similar Songs