Takabva Neko
3
views
Lyrics
Vakomana musatiseka takabvawo neko Vasikana musatiseka takabvawo neko Vazukuru musatiseka takabvawo neko Vana vemazuvano mukaona chembere moseka Vana vemazuvano mukaona harahwa moseka Hamuzivi here kuhumhandara takabvawo neko Hamuzivi here kuhujaya takabvawo neko Ndaimbova mhandara yaityisawo muzukuru Ndaimbova mujaya ainetsa mazuva angu Iwe wakazvarwa wakadarowo here muzukuru? Hauone here kuti kukura kwauri kuita? Vakomana musatiseka takabvawo neko Vasikana musatiseka takabvawo neko Vazukuru musatiseka takabvawo neko Vana vemazuvano mukaona chembere moseka Vana vemazuvano mukaona harahwa moseka Hamuzivi here kuhumhandara takabvawo neko Hamuzivi here kuhujaya takabvawo neko Ndaimbova mhandara yaityisawo muzukuru Ndaimbova mujaya ainetsa mazuva angu Iwe wakazvarwa wakadarowo here muzukuru? Hauone here kuti kukura kwauri kuita? Mazuva mazhinji makushe emombe mashoma, funga Vakomana musatiseka takabvawo neko Vasikana musatiseka takabvawo neko Vazukuru musatiseka takabvawo neko Vana vemazuvano mukaona chembere moseka Vana vemazuvano mukaona harahwa moseka Hamuzivi here kuhumhandara takabvawo neko Hamuzivi here kuhujaya takabvawo neko Ndaimbova mhandara yaityisawo muzukuru Ndaimbova mujaya ainetsa mazuva angu Iwe wakazvarwa wakadarowo here muzukuru? Hauone here kuti kukura kwauri kuita? Mazuva mazhinji makushe emombe mashoma, funga
Audio Features
Song Details
- Duration
- 06:00
- Key
- 9
- Tempo
- 103 BPM