Daka Renyu
3
views
Lyrics
Nyaya inotongwa, mhosva inoripwa Zvose zvinopera Nyaya inotongwa, mhosva inoripwa Zvose zvinopera Daka rako ndereyi? Ndarima munda wangu, iwe wanditorera Daka rako ndereyi? Ndarima munda wangu, iwe wanditorera Zvausingataure zvacho Ndinozviziva sei kuti ndini ndakakutadzira? Zvausingataure zvacho Ndinozviziva sei kuti ndini ndakakutadzira? ♪ Daka rako ndereyi? Ndarima munda wangu, iwe wanditorera Daka rako ndereyi? Ndarima munda wangu, iwe wanditorera Daka rako ndereyi? Ndarima munda wangu, iwe wanditorera Zvausingataure zvacho Ndinozviziva sei kuti ndini ndakakutadzira? Zvausingataure zvacho Ndinozviziva sei kuti ndini ndakatadza?
Audio Features
Song Details
- Duration
- 04:40
- Tempo
- 130 BPM