Hupenyu Hwakasiyana Siyana
3
views
Lyrics
Tarisa Jane watiza vana vake kavari haachaziva Jane wavora muno mudhorabha Wave kunakirwa nepurezha ♪ Chiona Maggie wava neimba yake Vana vake anovafunga, amai vake anotumira mari Hapana chavanoshupika ♪ Hupenyu hwedu hwakasiyana siyana (upenyu hwedu hwakasiyana) Iko kufunga kwedu kwakasiyana (kufunga kwedu kwakasiya) Iwo magariro edu akasiyana (magariro edu akasiyana siyana) Akasiyana siyana (akasiyana siyana) Akangosiyana siyana (akasiyana siyana) Akangosiyana siyana (akasiyana siyana) Kufunga kwedu kwakasiya siyana (kwakasiyana siyana) Iwo magariro edu (akasiyana siyana) Mumwe anoziva vana (akasiyana siyana) Oshandira mhuri yake (akasiyana siyana) Kutumira vana (akasiyana siyana) Mumwe hazvikwanise (akasiyana siyana) Osevenza mari yake (akasiyana siyana) Opedza nehwahwa (akasiyana siyana) Kukanganwa vana (akasiyana siyana) Iko kwakangosiyana siyana (akasiyana siyana) Kwakangosiyana siyana (akasiyana siyana) Kungosiyana siyana (akasiyana siyana)
Audio Features
Song Details
- Duration
- 06:19
- Key
- 4
- Tempo
- 132 BPM