Pasi rapinduka
3
views
Lyrics
Ndaifunga nguva iye Ndaifunga nguva iye Apo ndaigara zvakanaka ♪ Ndaifunga nguva iye Ndaifunga nguva iye Apo ndaigara zvakanaka ♪ Mudzimai wangu iye Julie Mudzimai wangu iye Julie Ndiye wandaiti mai vemba ♪ Mudzimai wangu iye Julie Mudzimai wangu iye Julie Ndiye wanditi mai vemba ♪ Ndagumburwa pabasa Ndingatsamwe sei ndainyevenuka ndave naJulie Ndagumburwa pabasa Ndingatsamwe sei ndainyeveuka ndave naJulie ♪ Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini ♪ Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini ♪ Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini ♪ Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini ♪ Kubasa kunotongwa naforomani Kumba kwave kutongwa naiye Julie Kubasa kuno tongwa naforomani Kumba kwave kutongwa naiye Julie ♪ Zvanzi takafanana iye neni Mwanasikana nemwanakomana Kwanzi takafanana iye neni Mwanasikana nemwanakomana ♪ Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini ♪ Hey, ah-ah, hey ♪ Dendera kings ♪ Ah-ah, hey, hey ♪ Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini
Audio Features
Song Details
- Duration
- 06:38
- Tempo
- 106 BPM