Dhora Rangu
2
views
Lyrics
Iwe shamwari wakandinyepera kuti unouya kumba nezuro Iwe shamwari wakandinyepera kuti unouya kumba nezuro Waifunga kuti iwe wakangwara nhasi ndiwe wakarivara Waifunga kuti iwe wakangwara nhasi ndiwe wakarivara Wachenjedza nyamukuta kuzvara uchada saka shamwari wakarivara Wachenjedza nyamukuta kuzvara uchada saka shamwari wakarivara Aaa shamwari (Ko chiiko shamwari?) Wambonzwa zvandaitwa naSam? (Waitwa seiko shamwari?) So ndri kubva kumba kwavo manje manje so Aramba kundipa mari yangu uyauya (Haa dhora raakatora last month riye) Eee ufunge ka (Manje wamutii chii iwewe?) Pasina mukoma vake anga ari pamba ipapa Ndatomunyarika izvezvi ndaida kumurova Aaa unogomurova seiko shamwari Asi kuita sei? Wakanganwa record iya yakamboridzwa nevakomana vaye Vaimbonzi Angoni family vakunzi Nyami Nyami sounds Hanzi munhu akakanganisa anorangwa nemashoko Kwete kumurova kana kumuuraya Manje wakumurova, ungadai wangomutaurira dhora rangu chete Aikuhweza wangu Ukutaura kuti anodipa Kana uine nharo toenda kumba kwavo manje manje so Dhora rangu, dhora rangu (ndinorida) Dhora rangu (ndinorida) Dhora ranguwo (ndinorida) Dhora rangu (ndinorida) Dhora ranguwo (ndinorida) Mari yangu (ndinoida) Mari yanguwo (ndinoida) Iyee give me my money
Audio Features
Song Details
- Duration
- 05:25
- Key
- 7
- Tempo
- 135 BPM